Maraki 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Handiti tina baba mumwechete here? Hatina kusikwa naMwari mumwechete here? Nemhaka yei tichirega kuitirana zvakatendeka tichin'oresa chitenderano chemadzibaba edu kudai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ko isu tose hatinaɓaɓa ʋamŋe here? Haazi Mŋari mumŋe wakatisika here? Tinogonyeŋgerana neiko mumŋe nomumŋe hama yake, ticimhura suŋgano yamadziɓaɓa eɗu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Ko isu tose hatina baba vamwe here? Haazi Mwari mumwe wakatisika here? Tinogonyengerana neiko mumwe nomumwe hama yake, tichimhura sungano yamadzibaba edu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Handiti tina baba mumwechete here? Hatina kusikwa naMwari mumwechete here? Nemhaka yei tichirega kuitirana zvakatendeka tichin'oresa chitenderano chemadzibaba edu kudai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Handiti tina baba mumwechete here? Hatina kusikwa naMwari mumwechete here? Nemhaka yei tichirega kuitirana zvakatendeka tichin'oresa chitenderano chemadzibaba edu kudai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ko, isu tose hatina baba vamwe here? Haasi Mwari mumwe akatisika here? Sei tichisvibisa sungano yamadzibaba edu nokusatendeka mumwe kuno mumwe? Viz kapitola |