Mapisarema 16:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndinoisa TENZI mberi kwangu nguva dzose; nokuti ari kurudyi rwangu, handitsuduguki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndakaisa Jehova pamberi paŋgu ŋguʋa dzose; Ɀaari kurudyi rwaŋgu, handiŋgazunuŋguswi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndakaisa Jehovha pamberi pangu nguva dzose; Zvaari kurudyi rwangu, handingazununguswi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndinoisa TENZI mberi kwangu nguva dzose; nokuti ari kurudyi rwangu, handitsuduguki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndinoisa TENZI mberi kwangu nguva dzose; nokuti ari kurudyi rwangu, handitsuduguki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndakaisa Jehovha pamberi pangu nguva dzose. Nokuti ari kurudyi rwangu, handingatongozungunuswi. Viz kapitola |