Mapisarema 16:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndakati kunaJehova: Ndimi Ishe waŋgu; Kunze kwenyu handinecinhu cakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; Kunze kwenyu handine chinhu chakanaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; kunze kwenyu handina chinhu chakanaka.” Viz kapitola |