Mapisarema 16:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Hamungandiregi ndichienda kunzvimbo yavakafa; kana kurega mururami wenyu achipinda muguva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti hamuŋgasiyi mŋeya waŋgu muSheori; Hamuŋgatenderi mutȿene wenyu kuti aʋone kuʋora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti hamungasiyi mweya wangu muSheori; Hamungatenderi mutsvene wenyu kuti aone kuora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Hamungandiregi ndichienda kunzvimbo yavakafa; kana kurega mururami wenyu achipinda muguva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Hamungandiregi ndichienda kunzvimbo yavakafa; kana kurega mururami wenyu achipinda muguva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 nokuti imi hamuzondisiyi muguva, kana kurega Mutsvene wenyu achiona kuora. Viz kapitola |