Online Bible

- Reklamy -

Mapisarema 14:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vose vakatetereka; vose vakangofanana; vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka, kana mumwechete zvake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋakatsauka ʋose, ʋakaȿiɓiswa pamŋe cete; Hapana‐unoita ɀakanaka, kunyaŋge nomumŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Vakatsauka vose, vakasvibiswa pamwechete; Hapana anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vose vakatetereka; vose vakangofanana; vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka, kana mumwechete zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vose vakatetereka; vose vakangofanana; vane tsika dzakaora. Hapana anoita zvakanaka, kana mumwechete zvake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vose vakatsauka, vose pamwe chete vakasvibiswa; hakuna anoita zvakanaka, kunyange nomumwe.

Viz kapitola kopírovat

Mapisarema 14:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy