Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 8:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Firipi akazoonekwa ava kuAzotusi. Maaipfuura namo aiparidza Shoko Rakanaka mumaguta ose kudzamara kusvika kuKesaria.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Asi Firipo wakawanika paAzoto, akapota nyika aciparidza Evaŋgeri pamaguta ose, kuȿikira paKesaria.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Asi Firipi akawanika paAzoto, akapota nyika achiparidza Vhangeri pamaguta ose, kusvikira paKesaria.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Firipi akazoonekwa ava kuAzotusi. Maaipfuura namo aiparidza Shoko Rakanaka mumaguta ose kudzamara kusvika kuKesaria.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Firipi akazoonekwa ava kuAzotusi. Maaipfuura namo aiparidza Shoko Rakanaka mumaguta ose kudzamara kusvika kuKesaria.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Zvakadaro hazvo, Firipi akazoonekwa paAzotasi uye akafamba achiparidza vhangeri mumaguta ose kusvikira asvika kuKesaria.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 8:40

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy