Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 8:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Mukuninipiswa ikoku haana kuitirwa zvaaikodzera Ndiani angatsanangure nezvechizvarwa chake nokuti upenyu hwake hwakabviswa panyika.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Pakuɀidzwa kwake kutoŋgwa kwake kwakabviswa; Ndianiko ucarondedzera rudzi rwake? Nokuti ʋupenyu bgake bgunobviswa panyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Pakuzvidzwa kwake kutongwa kwake kwakabviswa; Ndianiko acharondedzera rudzi rwake? Nokuti upenyu hwake hunobviswa panyika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Mukuninipiswa ikoku haana kuitirwa zvaaikodzera Ndiani angatsanangure nezvechizvarwa chake nokuti upenyu hwake hwakabviswa panyika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Mukuninipiswa ikoku haana kuitirwa zvaaikodzera Ndiani angatsanangure nezvechizvarwa chake nokuti upenyu hwake hwakabviswa panyika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Mukuninipiswa kwake akashayiwa kururamisirwa. Ndianiko angataura nezvezvizvarwa zvake? Nokuti upenyu hwake hwakabviswa panyika.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 8:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy