Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 8:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Zvino ndima yaMagwaro Matsvene yaaiverenga ndeiyi. “Sehwai iri kuendwa nayo kundouraiwa kana sehwayana iri pamuveuri wayo, haana kumboti muromo bufu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ɀino paakaŋga aciraʋa paRugwaro paiti: Wakaiswa pakuɓayiwa segwai; Segwaiana rinyerere pamberi pomuʋeʋuri waro, Saiɀoɀo haana‐kushamisa muromo wake;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Zvino paakanga achirava muRugwaro paiti, “Akaiswa pakubayiwa segwai; Segwayana rinyerere pamberi pomuveuri waro, Saizvozvo haana kushamisa muromo wake;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Zvino ndima yaMagwaro Matsvene yaaiverenga ndeiyi. “Sehwai iri kuendwa nayo kundouraiwa kana sehwayana iri pamuveuri wayo, haana kumboti muromo bufu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Zvino ndima yaMagwaro Matsvene yaaiverenga ndeiyi. “Sehwai iri kuendwa nayo kundouraiwa kana sehwayana iri pamuveuri wayo, haana kumboti muromo bufu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Muyunaki uyu aiverenga chitsauko ichi choRugwaro: “Akatungamirirwa segwai raindobayiwa, uye segwayana rinyerere pamberi pomuveuri, saka haana kushamisa muromo wake.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 8:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy