Mabasa 8:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Saka tendeuka pauipi hwako uhu unamate kuna Tenzi kuti zvimwe pfungwa dzemwoyo wako dziregererwe Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Naiɀoɀo tendeʋuka pakuipa kwako, ukumbire kunaShe, kuti ɀimŋe ukaŋganwirwe muraŋgariro womŋoyo wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Naizvozvo tendeuka pakuipa kwako, ukumbire kuna Ishe, kuti zvimwe uregererwe marangariro omwoyo wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Saka tendeuka pauipi hwako uhu unamate kuna Tenzi kuti zvimwe pfungwa dzemwoyo wako dziregererwe Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Saka tendeuka pauipi hwako uhu unamate kuna Tenzi kuti zvimwe pfungwa dzemwoyo wako dziregererwe Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Tendeuka ubve pakuipa uku uye unyengetere kuna She. Zvimwe achakukanganwira pakuva nepfungwa yakadai mumwoyo mako. Viz kapitola |