Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 8:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vose vakamuteerera kubvira kuvaduku kusvika kuvakuru vachiti, “Murume uyu ndiye mumwe mwari uya anonzi Samukurumukuru.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋose, ʋaɗuku naʋakuru, ʋakamuterera, ʋaciti: Uyu munhu isimba guru raMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vose, vaduku navakuru, vakamuteerera, vachiti, “Uyu munhu isimba guru raMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vose vakamuteerera kubvira kuvaduku kusvika kuvakuru vachiti, “Murume uyu ndiye mumwe mwari uya anonzi Samukurumukuru.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Vose vakamuteerera kubvira kuvaduku kusvika kuvakuru vachiti, “Murume uyu ndiye mumwe mwari uya anonzi Samukurumukuru.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 uye vanhu vose kubva kuna vakakwirira kusvikira kuna vari pasi pasi, vaimuteerera vachiti, “Munhu uyu ndiye simba guru raMwari.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 8:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy