Mabasa 7:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi unoda kundiuraya sokuuraya kwawakaita muIjipiti nezuro?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Unoɗa kundiʋuraya, seɀawakaʋuraya muEgipita zuro kanhi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Unoda kundiuraya, sezvawakauraya muIjipiti zuro kanhi?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi unoda kundiuraya sokuuraya kwawakaita muIjipiti nezuro?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi unoda kundiuraya sokuuraya kwawakaita muIjipiti nezuro?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Unoda kundiuraya sokuuraya kwawakaita muIjipita nezuro?’ Viz kapitola |