Mabasa 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akavatuma kundodana Jakobho baba vake kwaari nehama dzake dzose dzaisvika makumi manomwe ane vanhu vashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Josefa akaʋatuma kundoɗana Jakobo, ɓaɓa ʋake, nehama dzake dzose, ʋanhu ʋaiʋa namakumi manomŋe naʋashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Josefa akavatuma kundodana Jakobho, baba vake, nehama dzake dzose, vanhu vaiva namakumi manomwe navashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akavatuma kundodana Jakobho baba vake kwaari nehama dzake dzose dzaisvika makumi manomwe ane vanhu vashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Josefi akavatuma kundodana Jakobho baba vake kwaari nehama dzake dzose dzaisvika makumi manomwe ane vanhu vashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Shure kwaizvozvo, Josefa akatuma shoko kuti baba vake Jakobho, nemhuri yavo yose, vanhu makumi manomwe navashanu pamwe chete, vauye. Viz kapitola |