Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino kwakauya nzara muIjipiti yose neKanani nokutambura kukuru kwazvo. Madzitateguru edu akashaya zvokudya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino nzara ikaȿika paEgipita yose neKanani, nenhamo huru; madziɓaɓa eɗu akashaiwa ɀokudya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino nzara ikasvika paIjipiti yose neKanani, nenhamo huru; madzibaba edu akashayiwa zvokudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino kwakauya nzara muIjipiti yose neKanani nokutambura kukuru kwazvo. Madzitateguru edu akashaya zvokudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Zvino kwakauya nzara muIjipiti yose neKanani nokutambura kukuru kwazvo. Madzitateguru edu akashaya zvokudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 “Zvino nzara yakasvika muIjipiti yose neKenani, kukava nokutambudzika kukuru, uye madzibaba edu akashayiwa zvokudya.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 7:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy