Mabasa 6:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ipapo vamwe vaiva veSinagogu yavaSununguki sokudaidzwa kwayaiitwa, nevokuSairini nevokuArekizandiria nevakabva Kirikia nokuAsia vakamuka kuitirana nharo naSitefani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo ʋamŋe ʋaʋo, ʋaiʋa ʋesinagoge rainzi raʋasunuŋguki, naʋaKureni, naʋaAreksandria, naʋeKirikia, naʋeAsia, ʋakasimuka ʋakaita nharo naStefano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo vamwe vavo, vaiva vesinagoge rainzi ravasununguki, navaKurene, navaArekizandiriya, naveKirikia, naveAsia, vakasimuka vakaita nharo naSitefano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ipapo vamwe vaiva veSinagogu yavaSununguki sokudaidzwa kwayaiitwa, nevokuSairini nevokuArekizandiria nevakabva Kirikia nokuAsia vakamuka kuitirana nharo naSitefani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ipapo vamwe vaiva veSinagogu yavaSununguki sokudaidzwa kwayaiitwa, nevokuSairini nevokuArekizandiria nevakabva Kirikia nokuAsia vakamuka kuitirana nharo naSitefani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kusapindirana kwakamuka, kuchibva kunhengo dzeSinagoge reVokusununguka (ndiro raiva zita ravo), vaJudha vokuSairini nevokuArekizandiria pamwe chete namatunhu eKirikia neEzhia. Varume ava vakatanga kukakavadzana naSitefani, Viz kapitola |