Mabasa 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Shoko raMwari rakaenderera mberi uye uwandi hwavadzidzi hwakakura zvikuru kwazvo muJerusaremu. Vapristi vazhinji vakagamuchirawo chitendero. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Shoko raMŋari rikakura, ʋadzidzi ʋakawanda ɀikuru paJerusarema; naʋaprista ʋazhinji ʋakagamucira kutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Shoko raMwari rikakura, vadzidzi vakawanda zvikuru muJerusaremu; navapristi vazhinji vakagamuchira kutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Shoko raMwari rakaenderera mberi uye uwandi hwavadzidzi hwakakura zvikuru kwazvo muJerusaremu. Vapristi vazhinji vakagamuchirawo chitendero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Shoko raMwari rakaenderera mberi uye uwandi hwavadzidzi hwakakura zvikuru kwazvo muJerusaremu. Vapristi vazhinji vakagamuchirawo chitendero. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Saka shoko raMwari rakapararira. Vadzidzi vakawanda kwazvo paJerusarema, uye boka guru ravaprista rakagamuchira kutenda. Viz kapitola |