Mabasa 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pita ndokuti kwaari, “Ko matenderana sei kuedza Mweya waMwari? Teerera unzwe tsoka dzavanhu vaviga murume wako dzava pamusuo. Vachakutakura vachikuburitsa kunze.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Petro akati kwaari: Maita seiko ɀamaraŋgana kuidza Mŋeya waShe? Tarira, tsoka dzaʋakaʋiga murume wako, dziciri pamukoʋa, ʋacakutakurira ʋo kunze. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Petirosi akati kwaari, “Maita seiko zvamarangana kuedza Mweya waIshe? Tarira, tsoka dzavakaviga murume wako, dzichiri pamusuo, vachakutakurirawo kunze.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pita ndokuti kwaari, “Ko matenderana sei kuedza Mweya waMwari? Teerera unzwe tsoka dzavanhu vaviga murume wako dzava pamusuo. Vachakutakura vachikuburitsa kunze.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pita ndokuti kwaari, “Ko matenderana sei kuedza Mweya waMwari? Teerera unzwe tsoka dzavanhu vaviga murume wako dzava pamusuo. Vachakutakura vachikuburitsa kunze.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Petro akati kwaari, “Matenderana seiko kuti muedze Mweya waShe? Tarira! Tsoka dzamajaya aviga murume wako dziri pamukova, uye vachakutakura newewo.” Viz kapitola |