Mabasa 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pita akati kwaari, “Ndiudze kuti makatengesa munda uyu nemari iyi here?” Mudzimai akati, “Hongu nemari iyoyo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Petro akapindura kwaari, akati: Ndiʋudze kana makateŋgesa munda nemari yakaɗai? Iye akati: Hoŋo, neyakaɗai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Petirosi akapindura kwaari akati, “Ndiudze kana makatengesa munda nemari yakadai?” Iye akati, “Hongu, neyakadai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pita akati kwaari, “Ndiudze kuti makatengesa munda uyu nemari iyi here?” Mudzimai akati, “Hongu nemari iyoyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pita akati kwaari, “Ndiudze kuti makatengesa munda uyu nemari iyi here?” Mudzimai akati, “Hongu nemari iyoyo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Petro akamubvunza akati, “Ndiudze, uyu ndiwo here mutengo wamakawana, iwe naAnaniasi, pamunda?” Iye akati, “Hongu, ndiwoyu mutengo.” Viz kapitola |