Mabasa 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pavakauya navo vakavamisa pamberi pedare, mupristi mukuru akavabvunza Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakati ʋaȿika naʋo, ʋakaʋaisa kumakurukota. Muprista mukuru akaʋabvunza, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Vakati vasvika navo, vakavaisa kumakurukota. Mupristi mukuru akavabvunza, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pavakauya navo vakavamisa pamberi pedare, mupristi mukuru akavabvunza Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pavakauya navo vakavamisa pamberi pedare, mupristi mukuru akavabvunza Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vakati vauya navapostori, vakavamisa pamberi peDare Guru kuti vabvunzwe nomuprista mukuru. Viz kapitola |