Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 5:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Zvino mukuru wapaTemberi navapristi vakuru pavakanzwa mashoko aya zvakavakangaidza vachishama kuti zvichaperera kupi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino mukuru wetembere, naʋaprista ʋakuru, ʋakati ʋacinzwa mashoko iwayo, ʋakakaŋganiswa pamsoro paɀo, ʋasiŋgaziʋi kuti ɀinozoɗini.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino mukuru wetemberi, navapristi vakuru, vakati vachinzwa mashoko iwayo, vakakanganiswa pamusoro pazvo, vasingazivi kuti zvinozodini.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Zvino mukuru wapaTemberi navapristi vakuru pavakanzwa mashoko aya zvakavakangaidza vachishama kuti zvichaperera kupi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Zvino mukuru wapaTemberi navapristi vakuru pavakanzwa mashoko aya zvakavakangaidza vachishama kuti zvichaperera kupi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Vakati vanzwa chiziviso ichi, mukuru wavarindi vetemberi navaprista vakuru vakakanganisika, vachishaya kuti chii chaizoitika.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 5:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy