Mabasa 5:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi usiku mutumwa waMwari akazarura makonhi ejeri akavaburitsa ndokuvati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Asi mutumŋa waShe wakazarura mikoʋa yetoroŋgo ʋusiku, akaʋaɓuɗisa, akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Asi mutumwa waIshe wakazarura misuo yetorongo usiku, akavabudisa, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi usiku mutumwa waMwari akazarura makonhi ejeri akavaburitsa ndokuvati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi usiku mutumwa waMwari akazarura makonhi ejeri akavaburitsa ndokuvati, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi mutumwa waShe akauya usiku akazarura mukova wejeri akavabudisa, Viz kapitola |