Mabasa 27:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ikoko mutungamiri wezana akawana chikepe chokuArekizandiria chaienda kuItari akatikwidza machiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mukuru wezana akawana’po cikepe ceAreksandria, caienda Itaria, ndokutipinza’mo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Mukuru wezana akawanapo chikepe cheArekizandiriya, chaienda Itaria, ndokutipinzamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ikoko mutungamiri wezana akawana chikepe chokuArekizandiria chaienda kuItari akatikwidza machiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ikoko mutungamiri wezana akawana chikepe chokuArekizandiria chaienda kuItari akatikwidza machiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mukuru wezana akawana chikepe cheArekizandiria ipapo chaienda kuItari akatikwidzamo. Viz kapitola |