Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Naizvozvo vakadimbura zvinorema zvokumisa chikepe nazvo zviya, vakazvisiya mugungwa vachibva vasunungurawo tambo dzakanga dzakasunga zvokunangisa nazvo chikepe. Vakabva vasimudza machira echikepe epamberi akadziva kunobva mhepo. Vakabva vananga kunzvimbo yaigona kumira chikepe kuya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ipapo ʋakagura ɀimiso, ʋakaɀisiya muguŋgwa, ʋakasunuŋgura ɀisuŋgo ɀaisuŋga ɀokudzoresa naɀo, ʋakasimudzira seiri rapamberi kumhepo, ʋakaruramira kumhenderekedzo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Ipapo vakagura zvimiso, vakazvisiya mugungwa, vakasunungura zvisungo zvaisunga zvokudzoresa nazvo, vakasimudzira seiri rapamberi kumhepo, vakaruramira kumhenderekedzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Naizvozvo vakadimbura zvinorema zvokumisa chikepe nazvo zviya, vakazvisiya mugungwa vachibva vasunungurawo tambo dzakanga dzakasunga zvokunangisa nazvo chikepe. Vakabva vasimudza machira echikepe epamberi akadziva kunobva mhepo. Vakabva vananga kunzvimbo yaigona kumira chikepe kuya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Vakadambura zvimiso, vakazvisiya mugungwa uye nenguva yakare iyoyo vakadamburawo tambo dzakanga dzakasunga zvokudzoresa chikepe. Ipapo vakasimudza sairi rechikepe kumhepo kuti risairirwe panodira makungwa maviri.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:40

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy