Mabasa 27:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Zvino kwakati kwaedza havana kugona kuziva kuti inyika ipi asi vakaona nzvimbo yaigona kumira chikepe yaiva nejecha pamahombekombe pavakafunga kundosvitsa chikepe kumahombekombe ikoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Kwakati kwoedza, ʋakasaziʋa nyika; asi ʋakaʋona zororo raiʋa nejeca, ʋakaraŋgana kana ɀaibvira kuitika, kuti ʋaise cikepe pariri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Kwakati kwoedza, vakasaziva nyika; asi vakaona zororo raiva nejecha, vakarangana kana zvaibvira kuitika, kuti vaise chikepe pariri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Zvino kwakati kwaedza havana kugona kuziva kuti inyika ipi asi vakaona nzvimbo yaigona kumira chikepe yaiva nejecha pamahombekombe pavakafunga kundosvitsa chikepe kumahombekombe ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Zvino kwakati kwaedza havana kugona kuziva kuti inyika ipi asi vakaona nzvimbo yaigona kumira chikepe yaiva nejecha pamahombekombe pavakafunga kundosvitsa chikepe kumahombekombe ikoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Kunze kwakati kwaedza, havana kuziva nyika iyo, asi vakaona nzvimbo yaiva nejecha, apo pavakasarudza kuti vamise chikepe kana zvaigona. Viz kapitola |