Mabasa 27:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pauro akati kumutungamiri wezana nokumasoja, “Varume ava vakarega kuramba vari muchikepe hamumbopona.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Pauro akati kumukuru wezana naʋarwi: Hamuŋgararami kana aʋa ʋasiŋgagari mucikepe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Pauro akati kumukuru wezana navarwi, “Hamungararami kana ava vasingagari muchikepe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pauro akati kumutungamiri wezana nokumasoja, “Varume ava vakarega kuramba vari muchikepe hamumbopona.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Pauro akati kumutungamiri wezana nokumasoja, “Varume ava vakarega kuramba vari muchikepe hamumbopona.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ipapo Pauro akati kumukuru wezana nokuvarwi, “Kana vanhu ava vakasagara muchikepe, hamungararami.” Viz kapitola |