Mabasa 27:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vafambisi vechikepe pavaiedza kutsvaga nzira dzokutiza nadzo muchikepe, vatodzikisa igwa mugungwa nechemberi kwechikepe vachiita sokunge vari kudzikisa zvinorema zviya zvokumisisa nazvo chikepe, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino ʋafambisi ʋakati ʋaciɗa kutiza mucikepe, ʋakaɓurusira igwa muguŋgwa, ʋaciita saʋaneŋge ʋokanda ɀimiso kumuromo waco. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino vafambisi vakati vachida kutiza muchikepe, vakaburusira igwa mugungwa, vachiita savanenge vokanda zvimiso kumuromo wacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vafambisi vechikepe pavaiedza kutsvaga nzira dzokutiza nadzo muchikepe, vatodzikisa igwa mugungwa nechemberi kwechikepe vachiita sokunge vari kudzikisa zvinorema zviya zvokumisisa nazvo chikepe, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Vafambisi vechikepe pavaiedza kutsvaga nzira dzokutiza nadzo muchikepe, vatodzikisa igwa mugungwa nechemberi kwechikepe vachiita sokunge vari kudzikisa zvinorema zviya zvokumisisa nazvo chikepe, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Vachida kuedza kutiza kubva muchikepe, vafambisi vechikepe vakaburutsa igwa rokununura upenyu ndokurikanda mugungwa, vachiita sokunge vaizodzikisa zvimiso mberi kwechikepe. Viz kapitola |