Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Kuzoti hwava usiku hwegumi nehwechina pataive tichingonzi suku nasai mugungwa reAdhiria pavakunge pakati pousiku vafambisi vechikepe vakafungidzira kuti vava kusvika kumahombekombe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino ʋusiku bgegumi noʋunna bgakati bgaȿika, ticaŋgotorwa‐torwa muguŋgwa reAdria, pakati poʋusiku ʋafambisi ʋecikepe ʋakati ʋosweɗera kuneimŋe nyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino usiku hwegumi nouna hwakati hwasvika, tichangotorwa-torwa mugungwa reAdhiria, pakati pousiku vafambisi vechikepe vakati voswedera kuneimwe nyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Kuzoti hwava usiku hwegumi nehwechina pataive tichingonzi suku nasai mugungwa reAdhiria pavakunge pakati pousiku vafambisi vechikepe vakafungidzira kuti vava kusvika kumahombekombe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Kuzoti hwava usiku hwegumi nehwechina pataive tichingonzi suku nasai mugungwa reAdhiria pavakunge pakati pousiku vafambisi vechikepe vakafungidzira kuti vava kusvika kumahombekombe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Nousiku hwegumi nechina, takanga tichiri kungosundwa nemhepo tichiyambuka Gungwa reAdhiria, panenge pakati pousiku vafambisi vechikepe vakaona kuti vakanga voswedera kunyika.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy