Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ndinokukurudzirai kuti tsungai mwoyo nokuti hapana achafa pakati penyu kusiya kurasikirwa nechikepe,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi ɀino ndinokurairai kuti mutsuŋge mŋoyo; nokuti hakunauŋgarashikirwa noʋupenyu bgake pakati penyu, asi cikepe ɓedzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi zvino ndinokurayirai kuti mutsunge mwoyo; nokuti hakuna angarasikirwa noupenyu hwake pakati penyu, asi chikepe bedzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ndinokukurudzirai kuti tsungai mwoyo nokuti hapana achafa pakati penyu kusiya kurasikirwa nechikepe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Ndinokukurudzirai kuti tsungai mwoyo nokuti hapana achafa pakati penyu kusiya kurasikirwa nechikepe,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Asi zvino ndinokukurudzirai kuti mutsunge, nokuti hakuna mumwe wenyu acharasikirwa noupenyu hwake; asi chikepe ichi bedzi ndicho chichaparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy