Mabasa 27:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kuzoti kwaita mazuva akawanda pasingambooneka zuva kana nyenyedzi, iro dutu richitivhuvhuta zvakaomarara takanga tangobatira ura mumaoko tongoti ndiko kwavakupera uku. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino ɀatakaŋga tisina‐kuɓuɗirwa nezuʋa kana nyeredzi mazuʋa mazhinji, neɗutu guru remhepo ricirambira riri’po, takatorerwa kutarira kwose kwokuti ticaponeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino zvatakanga tisina kubudirwa nezuva kana nyeredzi mazuva mazhinji, nedutu guru remhepo richirambira riripo, takatorerwa kutarira kwose kwokuti tichaponeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kuzoti kwaita mazuva akawanda pasingambooneka zuva kana nyenyedzi, iro dutu richitivhuvhuta zvakaomarara takanga tangobatira ura mumaoko tongoti ndiko kwavakupera uku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kuzoti kwaita mazuva akawanda pasingambooneka zuva kana nyenyedzi, iro dutu richitivhuvhuta zvakaomarara takanga tangobatira ura mumaoko tongoti ndiko kwavakupera uku. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Zuva kana nyeredzi pazvisina kuonekwa kwamazuva mazhinji, uye dutu parakaramba richipenga, takagumisira tarasikirwa netariro yose yokuponeswa kwedu. Viz kapitola |