Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Takamhanya tiri kwakadzivirwa mhepo nakatsuwa kanonzi Kaudha. Takakwanisa kusungirira igwa zviri zvokutovavarira kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino tikafamba nyasi kwecimŋe ciwi ciɗuku, cainzi Krauda, tikaŋga tokoniwa kusuŋga igwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino tikafamba nyasi kwechimwe chiwi chiduku, chainzi Kiraudha, tikanga tokoniwa kusunga igwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Takamhanya tiri kwakadzivirwa mhepo nakatsuwa kanonzi Kaudha. Takakwanisa kusungirira igwa zviri zvokutovavarira kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Takamhanya tiri kwakadzivirwa mhepo nakatsuwa kanonzi Kaudha. Takakwanisa kusungirira igwa zviri zvokutovavarira kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Takati tapfuura nezasi kwechitsuwa chiduku chainzi Kaudha, takanga tisisagoni kuchengetedza igwa rokununura upenyu.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy