Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Madzichangamire, ndirikuona kuti rwendo rwedu ruchava nokukuvara uye nokurasikirwa kukuru kwete nenhumbi nechikepe chete asiwo noupenyu hwedu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 akati kwaʋari: Ʋarume, ndinoʋona kuti rwendo rweɗu rucaʋa nokutambudzika nokurashikirwa kukuru, ɀisani ɀiri ɀomutoro necikepe ɓedzi, asi nokwoʋupenyu bgeɗu ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 akati kwavari, “Varume, ndinoona kuti rwendo rwedu ruchava nokutambudzika nokurasikirwa kukuru, zvisati zviri zvomutoro nechikepe bedzi, asi nokwoupenyu hweduwo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Madzichangamire, ndirikuona kuti rwendo rwedu ruchava nokukuvara uye nokurasikirwa kukuru kwete nenhumbi nechikepe chete asiwo noupenyu hwedu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Madzichangamire, ndirikuona kuti rwendo rwedu ruchava nokukuvara uye nokurasikirwa kukuru kwete nenhumbi nechikepe chete asiwo noupenyu hwedu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Varume, ndinoona kuti rwendo rwedu ruchava nenjodzi uye ruchauyisa kurasikirwa kukuru kuchikepe nokunhumbi, uyewo nokuupenyu hwedu chaihwo.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy