Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 26:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Iniwo pachangu ndaiva nechokwadi chaicho kuti ndinofanira kuita zvinhu zvizhinji zvokurwisa zita raJesu weNazareti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino neni nnaiti ndinofanira kuita ɀinhu ɀizhinji ɀinopesana nezita raJesu weNazareta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Zvino neni ndaiti ndinofanira kuita zvinhu zvizhinji zvinopesana nezita raJesu weNazareta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Iniwo pachangu ndaiva nechokwadi chaicho kuti ndinofanira kuita zvinhu zvizhinji zvokurwisa zita raJesu weNazareti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Iniwo pachangu ndaiva nechokwadi chaicho kuti ndinofanira kuita zvinhu zvizhinji zvokurwisa zita raJesu weNazareti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Neniwo ndakanga ndichigutsikana ndichitoti ndinofanira kuita zvose zvandaigona kuti ndipikise zita raJesu weNazareta.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 26:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy