Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 26:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Agiripa akati kuna Fesutusi, “Munhu uyu angadai asunungurwa zvake dai asina kuti mhosva yake ikwidzwe kuna Siza.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ipapo Agripa akati kunaFesto: Munhu uyu ɗai asina‐kuɀiisa kunaKesari uŋgaɗai asunuŋgurwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Ipapo Agiripa akati kuna Fesito, “Munhu uyu dai asina kuzviisa kuna Kesari angadai asunungurwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Agiripa akati kuna Fesutusi, “Munhu uyu angadai asunungurwa zvake dai asina kuti mhosva yake ikwidzwe kuna Siza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Agiripa akati kuna Fesutusi, “Munhu uyu angadai asunungurwa zvake dai asina kuti mhosva yake ikwidzwe kuna Siza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Agiripa akati kuna Fesitasi, “Munhu uyu angadai asunungurwa dai akanga asina kuzviisa kuna Kesari.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 26:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy