Mabasa 26:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Agiripa akati kuna Pauro, “Unofunga kuti angandiite muKristu nenguva pfupi yakadai here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Agripa akati kunaPauro: Uneŋge unoɗa kundiita mukristu neŋguʋa ɗuku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Agiripa akati kuna Pauro, “Unenge unoda kundiita muKristu nenguva duku.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Agiripa akati kuna Pauro, “Unofunga kuti angandiite muKristu nenguva pfupi yakadai here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Agiripa akati kuna Pauro, “Unofunga kuti angandiite muKristu nenguva pfupi yakadai here?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo Agiripa akati kuna Pauro, “Unenge unoda kundiita muKristu nenguva duku.” Viz kapitola |