Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 25:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Pauro, achizvidzivirira, akati, “Handina kana kutyora mutemo wavaJudha kana weTemberi kana kutadzira Siza.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Pauro akaɀiɗaʋirira, akati: Handina‐kutadzira murairo waʋaJuda, kana tembere, kana Kesari

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Pauro akazvidavirira, akati, “Handina kutadzira murayiro wavaJudha, kana temberi, kana Kesari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Pauro, achizvidzivirira, akati, “Handina kana kutyora mutemo wavaJudha kana weTemberi kana kutadzira Siza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Pauro, achizvidzivirira, akati, “Handina kana kutyora mutemo wavaJudha kana weTemberi kana kutadzira Siza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo Pauro akazvidavirira achiti, “Ini handina kuita chinhu chakaipa pamusoro pomurayiro wavaJudha kana temberi kana Kesari.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 25:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy