Mabasa 25:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akati garei mazuva asingapfuuri masere kana gumi, akadzika kuSezaria. Ramangwana acho agara pachigaro chake chokutonga akati Pauro aunzwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akagara pakati paʋo mazuʋa asiŋgapfuʋuri masere kana gumi, ndokuɓurukira Kesaria; fume maŋgwana akagara pacigaro cokutoŋga, akaraira kuti ʋaʋuye naPauro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Akagara pakati pavo mazuva asingapfuuri masere kana gumi, ndokuburukira Kesaria; fume mangwana akagara pachigaro chokutonga, akarayira kuti vauye naPauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akati garei mazuva asingapfuuri masere kana gumi, akadzika kuSezaria. Ramangwana acho agara pachigaro chake chokutonga akati Pauro aunzwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akati garei mazuva asingapfuuri masere kana gumi, akadzika kuSezaria. Ramangwana acho agara pachigaro chake chokutonga akati Pauro aunzwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akati apedza mazuva masere kana gumi navo, akaburuka akaenda kuKesaria, uye zuva rakatevera akaunganidza vedare akarayira kuti Pauro auyiswe pamberi pake. Viz kapitola |