Mabasa 25:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Iye akati, “Naizvozvo regai varume vane ukuru pakati penyu vadzike pamwechete neni uye kana pane chakaipa nomunhu uyu mutaure mhosva yaanayo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akati: Aʋo ʋanesimba pakati penyu, ŋgaʋaɓuruke neni; kana kunecinhu cisakafanira kumunhu uyu, ŋgaʋamupomere mhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akati, avo vane simba pakati penyu, ngavaburuke neni; kana kune chinhu chisakafanira kumunhu uyu, ngavamupomere mhosva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Iye akati, “Naizvozvo regai varume vane ukuru pakati penyu vadzike pamwechete neni uye kana pane chakaipa nomunhu uyu mutaure mhosva yaanayo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Iye akati, “Naizvozvo regai varume vane ukuru pakati penyu vadzike pamwechete neni uye kana pane chakaipa nomunhu uyu mutaure mhosva yaanayo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vamwe vavakuru venyu ngavaende neni vagondokwirira munhu uyu ikoko, kana akaita chinhu chipi zvacho chakaipa.” Viz kapitola |