Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 25:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Asi ndakaona kuti hapana chaakaita chinokodzera rufu, uye sokukumbira kwaakaita iye pachake kuti mhosva yake isvitswe pana Mambo mukuru, ndakafunga zvokumutumira ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Asi ini ndakawana kuti haana‐kuita cinhu cakafanira rufu, ʋuye ɀaakakumbira kuiswa kunamambo mukuru, ndakati, ndicamutuma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Asi ini ndakawana kuti haana kuita chinhu chakafanira rufu, uye zvaakakumbira kuiswa kuna mambo mukuru, ndakati, ndichamutuma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Asi ndakaona kuti hapana chaakaita chinokodzera rufu, uye sokukumbira kwaakaita iye pachake kuti mhosva yake isvitswe pana Mambo mukuru, ndakafunga zvokumutumira ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Asi ndakaona kuti hapana chaakaita chinokodzera rufu, uye sokukumbira kwaakaita iye pachake kuti mhosva yake isvitswe pana Mambo mukuru, ndakafunga zvokumutumira ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Ini ndakawana asina kuita chinhu chingafanira rufu, asi nokuda kwokuti akazviisa kuna Kesari, ndakafunga kumutumira kuRoma.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 25:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy