Mabasa 24:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mushure memazuva akati kuti, Ferekisi akauya nomudzimai wake, Dhurusira akanga ari muJudha. Akadaidza Pauro akamunzwa achitaura nezvechitendero muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino mamŋe mazuʋa akati apfuʋura, Feriksi akaȿika, nomukadzi wake Drusira, waiʋa muJuda, akaɗana Pauro, akamunzwa pamsoro pokutenda kunaKristu Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino mamwe mazuva akati apfuura, Ferikisi akasvika, nomukadzi wake Dhurusira, aiva muJudha, akadana Pauro, akamunzwa pamusoro pokutenda kuna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mushure memazuva akati kuti, Ferekisi akauya nomudzimai wake, Dhurusira akanga ari muJudha. Akadaidza Pauro akamunzwa achitaura nezvechitendero muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mushure memazuva akati kuti, Ferekisi akauya nomudzimai wake, Dhurusira akanga ari muJudha. Akadaidza Pauro akamunzwa achitaura nezvechitendero muna Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mushure mamazuva mazhinji, Ferikisi akauya nomukadzi wake Dhurusira, uyo akanga ari muJudha. Akadana Pauro kuti auye vagozomunzwa sezvo aitaura pamusoro pezvokutenda muna Kristu Jesu. Viz kapitola |