Mabasa 24:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi vamwe vaJudha vanobva kuAsia, ivavo vaifanira kunge vari pano pamberi penyu vachikupirai mhosva dzacho dzavanondipomera kana vanadzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 asi ʋamŋe ʋaJuda ʋeAsia ʋaiʋa’po, — iʋo ʋaifanira kuʋa pano pamberi penyu, kundipomera mhoȿa, kana ʋaiʋa necinhu neni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 asi vamwe vaJudha veAsia vaivapo, ivo vaifanira kuva pano pamberi penyu, kundipomera mhosva, kana vaiva nechinhu neni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi vamwe vaJudha vanobva kuAsia, ivavo vaifanira kunge vari pano pamberi penyu vachikupirai mhosva dzacho dzavanondipomera kana vanadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi vamwe vaJudha vanobva kuAsia, ivavo vaifanira kunge vari pano pamberi penyu vachikupirai mhosva dzacho dzavanondipomera kana vanadzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi pane vaJudha vanobva kuEzhia, vaifanira kunge vari pano pamberi penyu, ndivo vaifanira kundipa mhosva kana vainge vane mhosva ipi zvayo neni. Viz kapitola |