Mabasa 24:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Kwapera makore akati kuti, ndakauya kuzopa verudzi rwangu zvipo zvomwoyochena wavamwe nemipiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino makore mazhinji akati apfuʋura, ndakaʋuya neɀipo neɀiɓayiro kuʋanhu ʋaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Zvino makore mazhinji akati apfuura, ndakauya nezvipo nezvibayiro kuvanhu vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Kwapera makore akati kuti, ndakauya kuzopa verudzi rwangu zvipo zvomwoyochena wavamwe nemipiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Kwapera makore akati kuti, ndakauya kuzopa verudzi rwangu zvipo zvomwoyochena wavamwe nemipiro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “Shure kwamakore mazhinji ndisipo, ndakauya kuJerusarema kuti ndizopa vanhu vokwangu zvipo zvavarombo uye kuti ndizopa zvipiriso zvangu. Viz kapitola |