Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 24:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Saizvozvo ndinoedza kwazvo kuchengetedza hana yangu yakachena kuna Mwari nokuna vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Pacinhu ici ndinoidza ɀikuru kuti misi yose ndiʋe nehana isinemhoȿa kunaMŋari nokuʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 “Pachinhu ichi ndinoedza zvikuru kuti misi yose ndive nehana isina mhosva kuna Mwari nokuvanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Saizvozvo ndinoedza kwazvo kuchengetedza hana yangu yakachena kuna Mwari nokuna vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Saizvozvo ndinoedza kwazvo kuchengetedza hana yangu yakachena kuna Mwari nokuna vanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Saka ndinoshingairira nguva dzose kuti hana yangu ive yakachena pamberi paMwari navanhu.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 24:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy