Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Pauro akati, “Handina kuziva, hama dzangu, kuti mupristi mukuru nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Haufaniri kutaura zvakaipa nezvemutongi wavanhu vako.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Pauro akati: Hama dzaŋgu, ndakaŋga ndisiŋgaziʋi kuti ndiye muprista mukuru; nokuti kwakanyorwa, kucinzi: usataura ɀakaipa pamsoro pomuɓati waʋanhu ʋako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Pauro akati, “Hama dzangu, ndakanga ndisingazivi kuti ndiye mupristi mukuru; nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, ‘Usataura zvakaipa pamusoro pomubati wavanhu vako.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Pauro akati, “Handina kuziva, hama dzangu, kuti mupristi mukuru nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Haufaniri kutaura zvakaipa nezvemutongi wavanhu vako.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Pauro akati, “Handina kuziva, hama dzangu, kuti mupristi mukuru nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Haufaniri kutaura zvakaipa nezvemutongi wavanhu vako.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Pauro akapindura akati, “Hama dzangu, ndanga ndisingazivi kuti ndiye muprista mukuru; nokuti kwakanyorwa kuchinzi: ‘Usataura zvakaipa pamusoro pomubati wavanhu vako.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy