Mabasa 23:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 akati, “Ndichakunzwa kana vari kukupa mhosva vasvika.” Akati ngaachengetedzwe mumuzinda waHerodhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 akati: Ndicakunzwa kwaɀo, kana ʋanokukwirira ʋaȿika ʋo; akaraira kuti aceŋgetwe mumba maHerode. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 akati, “Ndichakunzwa kwazvo, kana vanokukwirira vasvikawo;” akarayira kuti achengetwe mumba maHerodhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 akati, “Ndichakunzwa kana vari kukupa mhosva vasvika.” Akati ngaachengetedzwe mumuzinda waHerodhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 akati, “Ndichakunzwa kana vari kukupa mhosva vasvika.” Akati ngaachengetedzwe mumuzinda waHerodhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 akati kwaari, “Ndichazonzwa nyaya yako kana vanokupomera vasvika.” Ipapo akarayira kuti Pauro achengetwe navarindi vomumuzinda waHerodhi. Viz kapitola |