Mabasa 23:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Pavakasvika kuSezaria vasvitsa tsamba iya kuna Gavhuna vakaturira Pauro kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋaya ʋakati ʋaȿika Kesaria, ʋakapa muɓati ŋwadi, ʋakaisa ʋo Pauro pamberi pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Vaya vakati vasvika Kesaria, vakapa mubati tsamba, vakaisawo Pauro pamberi pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Pavakasvika kuSezaria vasvitsa tsamba iya kuna Gavhuna vakaturira Pauro kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Pavakasvika kuSezaria vasvitsa tsamba iya kuna Gavhuna vakaturira Pauro kwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vatasvi vamabhiza vakati vasvika kuKesaria, vakapa tsamba kumubati ndokubva vaisa Pauro mumaoko ake. Viz kapitola |