Mabasa 23:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Naizvozvo masoja, sokuudzwa kwavakanga vaitwa, vakaenda naye nousiku vakamusvitsa kuAndipatirisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino ʋarwi ʋakatora Pauro seɀaʋakarairwa, ʋakamuisa Antipatri ʋusiku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino varwi vakatora Pauro sezvavakarayirwa, vakamuisa Andipatisi usiku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Naizvozvo masoja, sokuudzwa kwavakanga vaitwa, vakaenda naye nousiku vakamusvitsa kuAndipatirisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Naizvozvo masoja, sokuudzwa kwavakanga vaitwa, vakaenda naye nousiku vakamusvitsa kuAndipatirisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Saka varwi vakaita sezvavakanga varayirwa, vakatora Pauro vakaenda naye usiku vakandosvika naye kuAndipatirisi. Viz kapitola |