Mabasa 23:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pandakaziviswa kuti pane bangano rakaitirwa iye, ndabva ndamutumira kwamuri pakarepo ndichiudzawo vari kumupa mhosva kuti vataure pamberi penyu zvaakatadza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino ndakati ndaʋudzwa, kuti ʋoɗa kuʋandira munhu uyu, ndikamutumira kwamuri pakarepo, ndikaraira ʋanomukwirira kuti ʋataure pamberi penyu mhoȿa yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 “Zvino ndakati ndaudzwa, kuti voda kuvandira munhu uyu, ndikamutumira kwamuri pakarepo, ndikarayira vanomukwirira kuti vataure pamberi penyu mhosva yake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pandakaziviswa kuti pane bangano rakaitirwa iye, ndabva ndamutumira kwamuri pakarepo ndichiudzawo vari kumupa mhosva kuti vataure pamberi penyu zvaakatadza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Pandakaziviswa kuti pane bangano rakaitirwa iye, ndabva ndamutumira kwamuri pakarepo ndichiudzawo vari kumupa mhosva kuti vataure pamberi penyu zvaakatadza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Pandakanyeverwa pamusoro perangano yaakanga arongerwa, ndakabva ndamutumira kwamuri pakarepo. Ndakazivisawo vapomeri vake kuti vazosvitsa kwamuri mhosva yavanomupomera. Viz kapitola |