Mabasa 23:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Murume uyu akabatwa navaJudha akanga oda kutouraiwa navo. Pandakavasvikira namasoja ndakamununura ndikanzwa kuti muRoma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Uyu munhu wakaɓatwa naʋaJuda, akaŋga oɗo‐kuʋurawa naʋo, ini ndikaȿika naʋarwi, ndikamurwira, ɀandakanzwa kuti muRoma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Uyu munhu akabatwa navaJudha, akanga oda kuurawa navo, ini ndikasvika navarwi, ndikamurwira, zvandakanzwa kuti muRoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Murume uyu akabatwa navaJudha akanga oda kutouraiwa navo. Pandakavasvikira namasoja ndakamununura ndikanzwa kuti muRoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Murume uyu akabatwa navaJudha akanga oda kutouraiwa navo. Pandakavasvikira namasoja ndakamununura ndikanzwa kuti muRoma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Murume uyu akabatwa navaJudha uye vakanga voda kumuuraya, asi ini ndakabva ndasvika navarwi vangu ndikamununura, nokuti ndakanga ndanzwa kuti muRoma. Viz kapitola |