Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Pauro akadaidza mumwe wavatungamiri vezana akati, “Endai nejaya iri kumukuru mukuru wamasoja nokuti ane zvimwe zvaari kuda kumutaurira.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ipapo Pauro akaɗana mumŋe waʋakuru ʋezana, akati: Isa jaya iri kumukuru wecuru camazana; nokuti uneshoko raanoɗa kumuʋudza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Ipapo Pauro akadana mumwe wavakuru vezana, akati, “Isa jaya iri kumukuru wechiuru chamazana; nokuti ane shoko raanoda kumuudza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Pauro akadaidza mumwe wavatungamiri vezana akati, “Endai nejaya iri kumukuru mukuru wamasoja nokuti ane zvimwe zvaari kuda kumutaurira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Pauro akadaidza mumwe wavatungamiri vezana akati, “Endai nejaya iri kumukuru mukuru wamasoja nokuti ane zvimwe zvaari kuda kumutaurira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ipapo Pauro akadana mumwe wavakuru vezana akati kwaari, “Tora jaya iri uende naro kumukuru wavarwi; ane zvaari kuda kumutaurira.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy