Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino mwana wehanzvadzi yaPauro akanzwa zvokuhwandira kwavo. Nezvo akandopinda munzvimbo yaigara masoja akataurira Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino mŋanakomana wehanɀadzi yaPauro akanzwa ɀokuʋandira kwaʋo, akaenda, akapinda mumba maʋarwi, akaʋudza Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino mwanakomana wehanzvadzi yaPauro akanzwa zvokuvandira kwavo, akaenda, akapinda mumba mavarwi, akaudza Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino mwana wehanzvadzi yaPauro akanzwa zvokuhwandira kwavo. Nezvo akandopinda munzvimbo yaigara masoja akataurira Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Zvino mwana wehanzvadzi yaPauro akanzwa zvokuhwandira kwavo. Nezvo akandopinda munzvimbo yaigara masoja akataurira Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Asi, mwanakomana wehanzvadzi yaPauro akati anzwa rangano iyi, akapinda mudzimba dzavarwi akandoudza Pauro.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy