Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 23:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Naizvozvo imi pamwe nedare taurirai mukuru mukuru wamasoja kuti amudzikise kwamuri sokunge munoda kunyatsotsvakisisa mhosva yake nemazvo chaimo. Isu takagadzirira kumuuraya asati ambosvika pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Naiɀoɀo ɀino imi, namakurukota, muziʋise mukuru wecuru camazana, kuti amuɓurusire kwamuri, muciita somunoɗa kunatso‐bvunzisisa mhoȿa yake; isu taɀigadzira kuti timuʋuraye, asati asweɗera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 “Naizvozvo zvino imi, namakurukota, muzivise mukuru wechiuru chamazana, kuti amuburusire kwamuri, muchiita somunoda kunatsobvunzisisa mhosva yake; isu tazvigadzira kuti timuuraye, asati aswedera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Naizvozvo imi pamwe nedare taurirai mukuru mukuru wamasoja kuti amudzikise kwamuri sokunge munoda kunyatsotsvakisisa mhosva yake nemazvo chaimo. Isu takagadzirira kumuuraya asati ambosvika pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Naizvozvo imi pamwe nedare taurirai mukuru mukuru wamasoja kuti amudzikise kwamuri sokunge munoda kunyatsotsvakisisa mhosva yake nemazvo chaimo. Isu takagadzirira kumuuraya asati ambosvika pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Zvino imi neDare Guru ravaJudha kumbirai mukuru wavarwi kuti amuuyise pamberi penyu muchiita somunoda kubvunzisisa pamusoro penyaya iyi. Isu takagadzirira kumuuraya asati asvika kuno.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 23:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy